Isaiah 14:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yose yozorora, yanyarara; ʋanofara nokuimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika dzose dzazorora uye dzava norugare; votanga kufara nokuimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yose yave norugare norunyararo vanhu vachitomboimba zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yose yozorora, yanyarara; vanofara nokuimba.
Shona 2009?
Nyika yose yozorora, yanyarara; vanofara nokuimba.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yose yozorora, yanyarara; vanofara nokuimba.