Isaiah 15:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Panzira dzomumisha yaʋo ʋakaɀisuŋga namakudza, pamsoro pedzimba dzaʋo, napamaɗare aʋo, mumŋe nomumŋe unowuŋgudza acicema ɀikuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munzira dzomuguta vakapfeka masaga: pamusoro pamatenga edzimba uye nomumatare, vanoungudza vose, vakazvambarara vachichema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumigwagwa vanopfeka masaga, vapamusoro pedzimba nomunhandare vanhu vari kubongomora vachimokoteka misodzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panzira dzomumisha yavo vakazvisunga namakudza, pamusoro pedzimba dzavo, napamadare avo, mumwe nomumwe anowungudza achichema zvikuru.
Shona 2009?
Panzira dzomumisha yavo vakazvisunga namakudza, pamusoro pedzimba dzavo, napamadare avo, mumwe nomumwe anowungudza achichema zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Panzira dzomumisha yavo vakazvisunga namakudza, pamusoro pedzimba dzavo, napamatare avo, mumwe nomumwe anowungudza achichema zvikuru.