Isaiah 15:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ɀizhinji ɀaʋakawana, neɀaʋakaceŋgeta, ʋacayambuka naɀo parukoʋa rwemikonacando.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka pfuma yavakawana neyavakaunganidza vanoiyambutsira mhiri kworukova rwemikonachando.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo upfumi hwavakawana, vakachengeta vavakutohutakura kuyambuka kaKova Kemushambangwena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka zvizhinji zvavakawana, nezvavakachengeta, vachayambuka nazvo parukova rwemikonachando.
Shona 2009?
Saka zvizhinji zvavakawana, nezvavakachengeta, vachayambuka nazvo parukova rwemikonachando.
Shona SUB 2002 Bible
Saka zvizhinji zvavakawana, nezvavakachengeta, vachayambuka nazvo parukova rwemikonachando.