Isaiah 16:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tumirai muɓati wenyika makwaiana, abve Sera aende kurenje, kugomo romukunda weZioni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tumirai mutero wamakawana kumubati wenyika, kubva kuSera, zvichiyambukira kurenje, kugomo roMwanasikana weZioni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu veMoabhu vari kuguta reSera riri kurenje vakatumira hwayana kumutongi wenyika, kugomo romukunda, guta reZioni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tumirai mubati wenyika makwayana, abve Sera aende kurenje, kugomo romukunda weZioni.
Shona 2009?
Tumirai mubati wenyika makwayana, abve Sera aende kurenje, kugomo romukunda weZiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Tumirai mubati wenyika makwayana, abve Sera aende kurenje, kugomo romukunda weZioni.