Isaiah 16:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana Moabi aciɀiratidza pamberi pa Jehova, kana aciɀinetsa paɗunhu rakakwirira, nokupinda panɀimbo yake tȿene kuzonyeŋgetera, haaŋgatoŋgoɓatsirwi cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana Moabhu achizviratidza panzvimbo dzake dzakakwirira, anenge achingozvinetsa pachake; paanoenda kuimba yake kunonyengetera, zvinenge zvisina chazvinobatsira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Moabhu painouya ichizvitambudza kuuya panzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira painouya kunzvimbo yayo inoera kuzonamata, hapana chimuko kwairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana Moabhi achizviratidza pamberi paJehovha, kana achizvinetsa padunhu rakakwirira, nokupinda panzvimbo yake tsvene kuzonyengetera, haangatongobatsirwi chinhu.
Shona 2009?
Zvino kana Moabhi achizviratidza pamberi paJehovha, kana achizvinetsa padunhu rakakwirira, nokupinda panzvimbo yake tsvene kuzonyengetera, haangatongobatsirwi chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana Moabhu achizviratidza pamberi paJehovha, kana achizvinetsa padunhu rakakwirira, nokupinda panzvimbo yake tsvene kuzonyengetera, haangatongobatsirwi chinhu.