Isaiah 16:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋaŋgu ʋakadziŋgwa ŋgaʋagare newe; kana ari Moabi, uʋe kwaari paaŋgaʋanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haaci’po, kuparadza kwapera, ʋamanikidzi ʋabva panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rega vatizi veMoabhu vagare newe, iva utiziro hwavo kubva kumuparadzi.” Mutambudzi achasvika kumagumo, uye kuparadza kuchapera; mudenhi achatsakatika panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Regai zvenyu vasingadiwe kuMoabhu vambotiwo garei zvavo pakati penyu muve diziro ravo rokuhwanda muparadzi. Pachazenge zvamuperera wokudzvinyirira vamwe uyu, zvokuparadza izvi kusisina, naiye nyakutsokodzera vamwe netsoka atsakatika panyika,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vangu vakadzingwa ngavagare newe; kana ari Moabhi, uve kwaari paangavanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haachipo, kuparadza kwapera, vamanikidzi vabva panyika.
Shona 2009?
Vanhu vangu vakadzingwa ngavagare newe; kana ari Moabhi, uve kwaari paangavanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haachipo, kuparadza kwapera, vamanikidzi vabva panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vangu vakadzingwa ngavagare newe; kana ari Moabhu, uve kwaari paangavanda pamberi pomuparadzi; nokuti mutambudzi haachipo, kuparadza kwapera, vamanikidzi vabva panyika.