Isaiah 16:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cigaro coʋushe cicamiswa netsitsi; mumŋe ucagara pamsoro paco neɀokwaɗi, mutente raDavidi, acitoŋga, acitȿaka kururamisira ʋanhu, acikurumidza kuita ɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murudo, chigaro choushe chichasimbiswa; mukutendeka, munhu achagarapo, mumwe anobva kuimba yaDhavhidhi, uyo anoti achitonga anotsvaka kururamisira, uye achikurumidza kuita zvakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndopachagadzikwa chigaro choumambo chichimiswa nenyasha. Pachiri, mumwe akatendeseka wetendhe rokwaDhavhidhi achagarapo. Iyeyo anenge ari munhu anotonga akanangana noruenzaniso uye anokurumidza kuita zvakarurama.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chigaro choushe chichamiswa netsitsi; mumwe uchagara pamusoro pacho nechokwadi, mutende raDhavhidhi, achitonga, achitsvaka kururamisira vanhu, achikurumidza kuita zvakarurama.”
Shona 2009?
Chigaro choushe chichamiswa netsitsi; mumwe uchagara pamusoro pacho nechokwadi, mutende raDhavhidhi, achitonga, achitsvaka kururamisira vanhu, achikurumidza kuita zvakarurama."
Shona SUB 2002 Bible
Chigaro choushe chichamiswa netsitsi; mumwe uchagara pamusoro pacho nechokwadi, mutende raDhavhidhi, achitonga, achitsvaka kururamisira vanhu, achikurumidza kuita zvakarurama.”