Isaiah 16:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takanzwa ɀokuɀikudza kwaMoabi, kuti unoɀikudza kwaɀo; ɀamanyawi ake, nokuɀikudza kwake, nehasha dzake; asi kuɀirumbidza kwake hakunamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takanzwa nezvokuzvikudza kwaMoabhu, namanyawi ake makuru uye kuzvida kwake, kuzvikudza kwake nokuvirima kwake, asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Takanzwa nezvokuzvikudza kweMoabhu nokudada kukuru kwayaiita; nezvokuzvitutumadza kwayo nokuzvitora kwainoita, nokutafura kwayo kuzvizuwidza kwayo, hakuna chakunobatsira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takanzwa zvokuzvikudza kwaMoabhi, kuti unozvikudza kwazvo; zvamanyawi ake, nokuzvikudza kwake, nehasha dzake; asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.
Shona 2009?
Takanzwa zvokuzvikudza kwaMoabhi, kuti unozvikudza kwazvo; zvamanyawi ake, nokuzvikudza kwake, nehasha dzake; asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.
Shona SUB 2002 Bible
Takanzwa zvokuzvikudza kwaMoabhu, kuti unozvikudza kwazvo; zvamanyawi ake, nokuzvikudza kwake, nehasha dzake; asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.