Isaiah 16:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka Moabi ucacema Moabi, mumŋe nomumŋe ucacema; mucacemera mapundu amazambiriŋga eKiri‐hareseti, mamanikidzwa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vaMoabhu voungudza, vanoungudzira Moabhu pamwe chete. Chemai musuwe nokuda kwavarume veKiri Hareseti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Moabhu ngaizvicheme, rungairai chaizvo kuchema, munhu wose ngaacheme Moabhu, ngavacheme zvambwa zvamagirepisi okuKirihareseti
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka Moabhi achachema Moabhi, mumwe nomumwe achachema; muchachemera mapundu amadzambiringa eKirihareseti, mamanikidzwa kwazvo.
Shona 2009?
Saka Moabhi achachema Moabhi, mumwe nomumwe achachema; muchachemera mapundu amazambiringa eKirihareseti, mamanikidzwa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Saka regai Moabhu achemere Moabhu, munhu wese ngacheme; chemai nokurwadzirwa makeke eKirihareseti, mamanikidzwa kwazvo.