Isaiah 17:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, kutinhira kwaʋanhu ʋazhinji, ʋanotinhira sokutinhira kweguŋgwa, nokuririma kwamarudzi aʋanhu, anoririma sokuririma kwemvura zhinji!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, kutinhira kwendudzi zhinji, dzinotinhira sokutinhira kwegungwa! Haiwa, kuomba kwamarudzi anoomba kufanana nokutinhira kwemvura zhinji!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mai we-e, mutsindo wendudzi dzavanhu vakawanda unotinhira samaungira egungwa, mai we-e kutinhira kwendudzi dzavanhu vanoriridza sokutinhira kwemvura zhinji
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, kutinhira kwavanhu vazhinji, vanotinhira sokutinhira kwegungwa, nokuririma kwamarudzi avanhu anoririma sokuririma kwemvura zhinji!
Shona 2009?
Haiwa, kutinhira kwavanhu vazhinji, vanotinhira sokutinhira kwegungwa, nokuririma kwamarudzi avanhu anoririma sokuririma kwemvura zhinji!
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, kutinhira kwavanhu vazhinji, vanotinhira sokutinhira kwegungwa, nokuririma kwamarudzi avanhu anoririma sokuririma kwemvura zhinji!