Isaiah 17:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa yamaɗekwana, tarirai, kucaʋa nokutyisa; maŋgwanani kusati kwaedza, haʋaci’po. Ndiwo mugoʋe waʋanotipambara, nomuɓairo waʋanotiɓira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munguva yamadekwana, pachava nokutyisa! Kusati kwaedza, havachipo! Uyu ndiwo mugove wavaya vanotibira, nomubayiro wavanotipamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kumanheru heyo hondo inotyisa, mambakwedza hapasisina aripo ndiwo mugove wavanotipamba mugove wavanotitorera zvinhu zvedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva yamadekwana, tarirai, kuchava nokutyisa; mangwanani kusati kwaedza, havachipo. Ndiwo mugove wavanotipambara, nomubayiro wavanotibira.
Shona 2009?
Nenguva yamadekwana, tarirai, kuchava nokutyisa; mangwanani kusati kwaedza, havachipo. Ndiwo mugove wavanotipambara, nomubayiro wavanotibira.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva yamadekwana, tarirai, kuchava nokutyisa; mangwanani kusati kwaedza, havasisipo. Ndiwo mugove wavanotipambara, nomubairo wavanotibira.