Isaiah 17:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maguta eAroeri asiyiwa; acaʋa mafuro eɀipfuwo, ɀicaʋata’po pasi, ɀisina‐unoɀivundusa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta eAroeri achasiyiwa uye achava mafuro ezvipfuyo, izvo zvichavata pasi, pasina anozvivhundusa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maguta aAroeri achagara asisina munhu achatenge zvawo ava ezvipfuwo zvicharara zvazvo pasi, pasisina anozvivhundutsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Maguta eAroeri asiyiwa; achava mafuro ezvipfuwo, zvichavatapo pasi, zvisina anozvivhundusa.
Shona 2009?
Maguta eAroeri asiyiwa; achava mafuro ezvipfuwo, zvichavatapo pasi, zvisina anozvivhundusa.
Shona SUB 2002 Bible
Maguta eAroeri asiyiwa; achava mafuro ezvipfuwo, zvichavatapo pasi, zvisina anozvivhundusa.