Isaiah 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nhare icabviswa panaEfraimi, noʋushe paDamasko; ʋakasara ʋeSiria ʋacaʋa sembiri yaʋana ʋaIsraeri, ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maguta akakomberedzwa namasvingo achanyangarika achibva pana Efuremu, uye simba roushe kubva paDhamasiko; vakasara veAramu vachava sembiri yavaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Guta retsvingo richaparara kwaEfuremu kuDhamasikusi umambo huchabviswa chitsama chichasara cheveSiria chichaita zvakaitika kumukurumbira wevanhu vokwaIsiraeri,” ndizvo zviri kurehwa naTenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nhare ichabviswa panaEfuremu, noushe paDhamasiko; vakasara veSiria vachava sembiri yavana vaIsiraeri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Shona 2009?
Nhare ichabviswa panaEfuremu, noushe paDhamasiko; vakasara veSiria vachava sembiri yavana vaIsiraeri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Shona SUB 2002 Bible
Nhare ichabviswa pana Efuremu, noushe paDhamasikosi; vakasara veSiria vachava sembiri yavana VaIsiraeri, ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.