Isaiah 17:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro mimŋe micero icasarira’mo, seɀinoitika kana muorivi ucizuzwa, ɀiɓereko ɀiʋiri kana ɀitatu kumuromo weɗaʋi rokumsoro‐soro, ɀinna kana ɀishanu pamataʋi okunze omuti unoɓereka kwaɀo, ndiɀo ɀinotaura Jehova, Mŋari waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro dzimwe tsanga dzichasara, sezvinoita muorivi kana wazunzwa, uchisiya maorivi maviri kana matatu pamatavi okumusoro-soro, mana kana mashanu pamatavi makuru anobereka,” ndizvo zvinotaura Jehovha Mwari waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hongu zvokufuhwa zvichasarawo zvirimo sezvinongoitawo muti womuorivhi kana wagumwa. Maorivhi maviri kana matatu anosara pabazi rokumusorosoro, michero mina kana mishanu pamapazi omuti womuchero.” Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro mimwe michero ichasariramo, sezvinoitika kana muorivhi uchizuzwa, zvibereko zviviri kana zvitatu kumuromo wedavi rokumusoro-soro, zvina kana zvishanu pamatavi okunze omuti unobereka kwazvo, ndizvo zvinotaura Jehovha, Mwari waIsiraeri.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro mimwe michero ichasariramo, sezvinoitika kana muorivhi uchizuzwa, zvibereko zviviri kana zvitatu kumuromo wedavi rokumusoro-soro, zvina kana zvishanu pamatavi okunze omuti unobereka kwazvo, ndizvo zvinotaura Jehovha, Mwari waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro mimwe michero ichasariramo, sezvinoitika kana muorivhi uchizuzwa, zvibereko zviviri kana zvitatu kumuromo wedavi rokumusoro–soro, zvina kana zvishanu pamatavi okunze omuti unobereka kwazvo, ndizvo zvinotaura Jehovha, Mwari waIsiraeri.