Isaiah 17:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro ʋanhu ʋacatarira Musiki waʋo, meso aʋo acaʋona Mutȿene waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro vanhu vachatarira kuMusiki wavo, vagodzorera meso avo kuMutsvene waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro vanhu vachave nehanya nomusiki wavo votarisa kune mururami weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro vanhu vachatarira Musiki wavo, meso avo achaona Mutsvene waIsiraeri.
Shona 2009?
Nezuva iro vanhu vachatarira Musiki wavo, meso avo achaona Mutsvene waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva iro vanhu vachatarira Musiki wavo, meso avo achaona Mutsvene waIsiraeri.