Isaiah 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, nyika yokuʋirira kwamapapiro, iri mhiri kwenzizi dzeEtiopia;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ine nhamo nyika yokutinhira kwamapapiro inotevedza nzizi dzeEtiopia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hameno zvayo nyika yamapapiro anobhabhama iri mhiri kwenzizi dzokuItiopia
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, nyika yokuvirira kwamapapiro, iri mhiri kwenzizi dzeItiopia;
Shona 2009?
Haiwa, nyika yokuvirira kwamapapiro, iri mhiri kwenzizi dzeItiopia,
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, nyika inonzwika mutinhiro wemapapiro, iri mhiri kwenzizi dzeItiopia;