Isaiah 18:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi mose muri pasi pose, nemi mugere panyika, kana mureza ucisimudzwa pamakomo, tarirai; kana hwamanda iciridzwa, inzwai!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi mose muri pasi pose, imi munogara panyika, kana mureza wasimudzwa pamusoro pamakomo, muchauona, uye kana hwamanda yarira, muchainzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi mose vagari vapasi pose imi mugere panyika, kana pamakomo pasimudzwa mucherechedzo, tarisai, kana kwaridzwa bhosvo, teererai
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imi mose muri pasi pose, nemi mugere panyika, kana mureza uchisimudzwa pamakomo, tarirai; kana hwamanda ichiridzwa, inzwai!”
Shona 2009?
"Imi mose muri pasi pose, nemwi mugere panyika, kana mureza uchisimudzwa pamakomo, tarirai; kana hwamanda ichiridzwa, inzwai!"
Shona SUB 2002 Bible
“Imi mose muri pasi pose, nemi mugere panyika, kana mureza uchisimudzwa pamakomo, tarirai; kana hwamanda ichiridzwa, inzwai!”