Isaiah 18:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakataura kwandiri kuɗai: Ndicanyarara, ndicatarira ndiri paʋugaro bgaŋgu, sokupisa kwezuʋa pamushana, seguti pakupisa kweŋguʋa yokukohwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha kwandiri, “Ndicharamba ndinyerere uye ndichatarira ndiri paugaro hwangu, samanyirinyiri omushana unopisa, segore redova mukupisa kwokukohwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi ati kwandiri, ‘Ndichatarisa chinyararire ndiri kwandigere sokupisa kwezuva masikati machena, souma hwenguva yokupisa yapakukohwa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha akataura kwandiri kudai, “Ndichanyarara, ndichatarira ndiri paugaro hwangu, sokupisa kwezuva pamushana, seguti pakupisa kwenguva yokukohwa.”
Shona 2009?
Nokuti Jehovha akataura kwandiri kudai, "Ndichanyarara, ndichatarira ndiri paugaro hwangu, sokupisa kwezuva pamushana, seguti pakupisa kwenguva yokukohwa."
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akataura kwandiri kudai, “Ndichanyarara, ndichatarira ndiri paugaro hwangu, sokupisa kwezuva pamushana, seguti pakupisa kwenguva yokukohwa.”