Isaiah 19:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mbiru dzicaputswa‐putswa; ʋose ʋanoɓatira muɓairo ʋacaʋa neshuŋgu pamŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanobata nemicheka vachaora mwoyo, uye vose vanobatira mubayiro vacharwadziwa mwoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varuki vamachira vachadumbirwa nazvo vashandi varasa mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mbiru dzichaputswa-putswa; vose vanobatira mubayiro vachava neshungu pamweya.
Shona 2009?
Mbiru dzichaputswa-putswa; vose vanobatira mubayiro vachava neshungu pamweya.
Shona SUB 2002 Bible
Mbiru dzichaputswa–putswa; vose vanobatira mubairo vachava neshungu pamweya.