Isaiah 19:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaripiko ɀino iʋo ʋanhu ʋako ʋakacenjera? Ŋgaʋakuʋudze ɀino; ŋgaʋaziʋise ɀakafuŋgwa naJehova wehondo pamsoro peEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino vakachenjera venyu varipiko? Ngavakuratidzei uye vakuzivisei zvakafungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro peIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko zvino ngwazi dzenyu dziripi? Ngadzichikutauriraika, dzifanokuzivisai zvarongwa kuitwa kuIjipiti naTenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varipiko zvino ivo vanhu vako vakachenjera? Ngavakuudze zvino; ngavazivise zvakafungwa naJehovha wehondo pamusoro peIjipiti.
Shona 2009?
Varipiko zvino ivo vanhu vako vakachenjera? Ngavakuudze zvino; ngavazivise zvakafungwa naJehovha wehondo pamusoro peIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Varipiko zvino ivo vanhu vako vakachenjera? Ngavakuudze zvino; ngavazivise zvakafungwa naJehovha wehondo pamusoro peIjipiti.