Isaiah 19:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wakaɗira mŋeya wokuramba mukati maʋo; ʋakarashisa Egipita nzira pamaɓasa aʋo ose, somunhu wakaɓatwa neɗoro unodzedzereka pakurutsa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akadururira mavari mweya wedzungu; vanoita kuti Ijipiti idzedzereke mune zvose zvainoita, sezvinoita chidhakwa chinodzedzereka mumarutsi acho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi apinza mukati mayo mweya wenyonganyonga vakaita kuti Ijipiti idzedzereke mune zvose zvazvo zvainoita sokudzadzarika kunoita chidhakwa mumarutsi acho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akadira mweya wokuramba mukati mavo; vakarasisa Ijipiti nzira pamabasa avo vose, somunhu akabatwa nedoro anodzedzereka pakurutsa kwake.
Shona 2009?
Jehovha akadira mweya wokuramba mukati mavo; vakarasisa Ijipiti nzira pamabasa avo vose, somunhu akabatwa nedoro anodzedzereka pakurutsa kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akadira mweya wokuramba mukati mavo; vakarasisa Ijipiti nzira pamabasa avo vose, somunhu akabatwa nedoro anodzedzereka pakurutsa kwake.