Isaiah 19:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicamutsa mŋoyo yaʋaEgipita ʋamukire ʋaEgipita; mumŋe nomumŋe ucarwa nehama yake, mumŋe nomumŋe nowakaʋakirana naye; guta ricamukira guta, ʋushe ʋucamukira ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichakuchidzira kumukirana pakati pavaIjipita, munun'una acharwa nomukoma, muvakidzani acharwa nowaakavakidzana naye, guta richarwisana nerimwe guta, umambo hucharwisana nohumwe umambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vaIjipiti vamukirane, vacharwisana pachavo, mumwe achirwisana nomumwe wake, maguta achirwisana pachawo, madzimambo achirwisanawo pachawo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichamutsa mwoyo yavaIjipiti vamukire vaIjipiti; mumwe nomumwe acharwa nehama yake, mumwe nomumwe nowakavakirana naye; guta richamukira guta, ushe huchamukira ushe.
Shona 2009?
Ndichamutsa moyo yavaIjipiti vamukire vaIjipiti; mumwe nomumwe acharwa nehama yake, mumwe nomumwe nowakavakirana naye; guta richa mukira guta, ushe huchamukira ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichamutsa mwoyo yaVaIjipiti vamukire VaIjipiti; mumwe nomumwe acharwa nehama yake, mumwe nomumwe nowakavakirana naye; guta richamukira guta, ushe huchamukira ushe.