Isaiah 19:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro nzira huru icaʋa’po inobva Egipita icienda Asiria; ʋaAsiria ʋacaenda Egipita, naʋaEgipita ʋacaenda Asiria; ʋaEgipita ʋacanamata pamŋe cete naʋaAsiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro, pachava nenzira huru ichabva kuIjipiti ichienda kuAsiria. VaAsiria vachaenda kuIjipiti uye vaIjipita vachaendawo kuAsiria. VaIjipita navaAsiria vachanamata pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezuva iroro kuchava nomugwagwa mukuru unobva kuIjipiti uchienda kuAsiria. VaAsiria vachauya muIjipiti, vokuIjipiti vachiendawo kuAsiria uye vaIjipiti vachanamata pamwechete nevaAsiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva iro nzira huru ichavapo inobva Ijipiti ichienda Asiria; vaAsiria vachaenda Ijipiti, navaIjipiti vachaenda Asiria; vaIjipiti vachanamata pamwechete navaAsiria.
Shona 2009?
Nezuva iro nzira huru ichavapo inobva Ijipiti ichienda Asiria; vaAsiria vachaenda Ijipiti, navaIjipiti vachaenda Asiria; vaIjipiti vachanamata pamwechete navaAsiria.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva iro nzira huru ichavapo inobva Ijipiti ichienda Asiria; vaAsiria vachaenda Ijipiti, naVaIjipiti vachaenda Asiria; VaIjipiti vachanamata pamwechete navaAsiria.