Isaiah 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mafuro kunhiʋi dzaNairi, pamhenderekedzo dzaNairi, neminda yose yakadɀarwa yaNairi, ɀicawoma, ɀicatorwa nemhepo, haɀicazoʋi’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uyewo zvinomera zvichitevedza Nairi, pamuromo werwizi. Minda yose yakadyarwa mujinga meNairi ichaoma, mbesa dzichapepereswa nemhepo, hazvingazovapozve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuchaita madzvanga madzvanga muna Nairi kumahombekombe aNairi, zvose zvinodyarwa pedyo naNairi zvichaoma zvigopeperetswa pasare pasisina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mafuro kunhivi dzaNairi, pamhenderekedzo dzaNairi, neminda yose yakadyarwa yaNairi, zvichaoma, zvichatorwa nemhepo, hazvichazovipo.
Shona 2009?
Mafuro kunhivi dzaNairi, pamhenderekedzo dzaNairi, neminda yose yakadzvarwa yaNairi, zvichaoma, zvichatorwa nemhepo, hazvichazovipo.
Shona SUB 2002 Bible
Mafuro kunhivi dzaNairi, pamhenderekedzo dzaNairi, neminda yose yakadyarwa yaNairi, zvichaoma, zvichatorwa nemhepo, hazvichazovipo.