Isaiah 19:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋanoɓata necinda yakanatswa, naʋanoruka miceka micena, ʋacanyadziswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanobata neshinda yakanaka vachapera simba, varuki vemicheka yakanaka vachashaya tariro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vashandi vanokuruza rwodzi rweFurakisi, vachaora mwoyo pamwechete navanoruka machira nedonje jena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye vanobata neshinda yakanatswa, navanoruka micheka michena, vachanyadziswa.
Shona 2009?
Uye vanobata neshinda yakanatswa, navanoruka micheka michena, vachanyadziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Uye vanobata neshinda yakanatswa, navanoruka micheka michena, vachanyadziswa.