Isaiah 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋukuru bgaʋanhu ʋucakotamiswa, nokuɀikudza kwaʋanhu kucaɗeredzwa; Jehova oga ucakudzwa nezuʋa iro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuzvikudza kwomunhu kuchaderedzwa, uye kuzvikudza kwavanhu kuchaninipiswa; Jehovha oga ndiye achakudzwa pazuva iro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzvikudza kwomunhu kuchaninipiswa kuzvitutumadza kwomunhu kuchadukupiswa Tenzi ndiye chete acharumbidzwa musi iwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ukuru hwavanhu huchakotamiswa, nokuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa; Jehovha oga achakudzwa nezuva iro.
Shona 2009?
Ukuru hwavanhu huchakotamiswa, nokuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa; Jehovha oga achakudzwa nezuva iro.
Shona SUB 2002 Bible
Ukuru hwavanhu huchakotamiswa, nokuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa; Jehovha oga achakudzwa nezuva iro.