Isaiah 2:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋaɗuku ʋakakotamiswa, naʋakuru ʋakaninipiswa; saka musaʋakaŋganwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo munhu achaderedzwa uye marudzi avanhu achaninipiswa, musavakanganwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo munhu anoninipiswa, munhu anodukupiswa. Musavaregerere zvitadzo zvavo!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa; saka musavakanganwira.
Shona 2009?
Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa; saka musavakangamwira.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa; saka musavakanganwira.