Isaiah 20:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati: Muranda waŋgu Isaya seɀaakafamba asineŋguʋo asineshaŋgu makore matatu akaʋa ciratidzo necishamiso pamsoro peEgipita neEtiopia;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati, “Sezvakaita Isaya muranda wangu akafamba asina nguo, uye asina shangu kwamakore matatu, sechiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neEtiopia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati, “Sokufamba kwakaita Isaya muranda wangu ari mutwi asina kupfeka shangu kwamakore matatu nechiratidzo kuIjipiti neItiopia
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati, “Muranda wangu Isaya sezvaakafamba asine nguo asine shangu makore matatu akava chiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neItiopia;
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati, "Muranda wangu Isaya sezvaakafamba asine nguvo asine shangu makore matatu akava chiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neItiopia;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati, “Muranda wangu Isaya sezvaakafamba asine nguo asine shangu makore matatu akava chiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neItiopia;