Isaiah 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
saiɀoɀo mambo weAsiria ucaenda naʋatapxa ʋeEgipita naʋakadziŋgwa ʋeEtiopia, ʋaɗuku naʋakuru, ʋasineŋguʋo ʋasineshaŋgu, ʋakafukurwa ɀiʋuno, ciʋe cinyadzo ceEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saizvozvo mambo weAsiria achaenda navatapwa veIjipiti, navakadzingwa veEtiopia, vadiki navakuru, uye magaro ari panze, kuti chive chinyadzo kuIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndizvo zvichaita mambo weAsiria. Achatinha nhapwa dzevaIjipiti nevaItiopia achienda nadzo vose zvavo vakuru navadiki vari mutwi vasina shangu mumakumbo magaro ari pachena, chinhu chinonyadzisa muIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
saizvozvo mambo weAsiria achaenda navatapwa veIjipiti navakadzingwa veItiopia, vaduku navakuru, vasina nguo vasina shangu, vakafukurwa zviuno, chive chinyadzo cheIjipiti.
Shona 2009?
saizvozvo mambo weAsiria achaenda navatapwa veIjipiti navakadzingwa veItiopia, vaduku navakuru Vasina nguvo vasina shangu, vakafukurwa zviuno, chive chinyadzo cheIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
saizvozvo mambo weAsiria achaenda navatapwa veIjipiti navakadzingwa veItiopia, vaduku navakuru, vasina nguo vasina shangu, vakafukurwa zviuno, chive chinyadzo cheIjipiti.