Isaiah 21:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, ʋanhu ʋaŋgu ʋakapurwa, ɀiyo ɀeɓuriro raŋgu, ɀandakanzwa kunaJehova wehondo, Mŋari waIsraeri, ndiɀo ɀandakakuziʋisai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, vanhu vangu vapwanyirwa paburiro, ndinokuudzai zvandanzwa kuna Jehovha Wamasimba Ose, kuna Mwari waIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhai nyakupurwa, nyakuurutswa wangu zvandanzwa kuna Tenzi wehondo nehondo Mwari weIsiraeri, ndozvandinokuzivisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, vanhu vangu vakapurwa, zviyo zveburiro rangu, zvandakanzwa kuna Jehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ndizvo zvandakakuzivisai.
Shona 2009?
Haiwa, vanhu vangu vakapurwa, zviyo zveburiro rangu, zvandakanzwa kuna Jehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ndizvo zvandakakuzivisai.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, vanhu vangu vakapurwa, zviyo zveburiro rangu, zvandakanzwa kuna Jehovha wehondo, Mwari waIsiraeri, ndizvo zvandakakuzivisai.