Isaiah 21:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murindi ndokuti: Mambakwedza oȿika, noʋusiku ʋo. Kana muciɗa kubvunza, bvunzai; dzokai, ʋuyai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nharirire inopindura ichiti, “Mambakwedza achauya, asi nousikuwo. Zvino kana uchida kubvunza, bvunza; uye ugodzokazve.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutariri ndokuti, “Mangwanani achauya uye usiku huchauya zvakare. Kana uchida kuzobvunza, dzoka zvako uzobvunza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murindi ndokuti, “Mambakwedza osvika, nousikuwo. Kana muchida kubvunza, bvunzai; dzokai, uyai.”
Shona 2009?
Murindi ndokuti, "Mambakwedza osvika, nousikuwo. Kana muchida kubvunza, bvunzai; dzokai, uyai."
Shona SUB 2002 Bible
Murindi ndokuti, “Mambakwedza osvika, nousikuwo. Kana muchida kubvunza, bvunzai; dzokai, uyai.”