Isaiah 21:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋigirai unenyota mvura! Ʋagere panyika yeTema ʋakaciŋgamidza ʋatizi neciŋgwa caʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vigirai vane nyota mvura; imi munogara muTema, uyai nezvokudya zvavanotiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ane nyota muigirei mvura, anenge apotera muchingureiwo nechokudya, imi vagari venyika yokwaTema,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vigirai ane nyota mvura! Vagere panyika yeTema vakachingamidza vatizi nechingwa chavo.
Shona 2009?
Vigirai ane nyota mvura! Vagere panyika yeTema vakachingamidza vatizi nechingwa chavo.
Shona SUB 2002 Bible
Vigirai ane nyota mvura! Vagere panyika yeTema vakachingamidza vatizi nechingwa chavo.