Isaiah 21:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋakaŋga ʋacitiza minondo, minondo yakavomorwa, noʋuta bgakakuŋgwa, nokumanikidzwa kwokurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vari kutiza munondo, kubva kumunondo wavhomorwa, nokuuta hwawemburwa, uye nokupisa kwehondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vakatiza mapakatwa, vachitiza bakatwa rakaburitswa muhara, nouta hwakanga hwatatamurwa, kuri kutiza hondo yatsviriridza kurwiwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vakanga vachitiza minondo, minondo yakavhomorwa, nouta hwakakungwa, nokumanikidzwa kwokurwa.
Shona 2009?
Nokuti vakanga vachitiza minondo, minondo yakavhomorwa, nouta hwakakungwa, nokumanikidzwa kokurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vakanga vachitiza minondo, minondo yakavhomorwa, nouta hwakakungwa, nokumanikidzwa kwokurwa.