Isaiah 21:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakasara ʋeɓoka raʋanofura noʋuta, iʋo ʋanhu ʋanesimba ʋaʋana ʋaKedari, ʋacaʋa ʋashoma; nokuti Jehova, Mŋari waIsraeri, wakaɀitaura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume vouta vachapunyuka, ivo mhare dzeKedhari vachava vashoma.” Jehovha, Mwari weIsraeri ataura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye marimbirimbi evarwi vemiseve vokumagamba ehondo okuvanakomana vokwaKedhari vachava vashoma nokuti Tenzi Mwari weIsiraeri ndizvo zvaareva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vakasara veboka ravanofura nouta, ivo vanhu vane simba vavana veKedhari, vachava vashoma; nokuti Jehovha, Mwari waIsiraeri, akazvitaura.”
Shona 2009?
"Vakasara veboka ravanofura nouta, ivo vanhu vane simba vavana veKedhari, vachava vashoma; nokuti Jehovha, Mwari waIsiraeri, akazvitaura."
Shona SUB 2002 Bible
“Vakasara veboka ravanofura nouta, ivo vanhu vane simba vevana veKedhari, vachava vashoma; nokuti Jehovha, Mwari waIsiraeri, akazvitaura.”