Isaiah 21:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaratidzwa ciratidzo cinocemedza; munyeŋgeri unoita nokunyeŋgera, nomuparadzi unoparadza. Simuka iwe Erami, komba, iwe Media; ndagumisa kugomera kwaʋo kwose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndaratidzwa chiratidzo chinorwadza. Mupanduki anopanduka, muparadzi anotora zvokupamba Eramu, rwisa! Medhia, vandira! Ndichagumisa kugomera kwose kwaakaita kuti kuvepo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaziviswa nezvechiratidzo chakaomarara, mupambi wopamba, muparadzi woparadza. Eramu enda uku, Midhia komba kutura mafemo kwose kwawakakonzera ndichakupedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndaratidzwa chiratidzo chinochemedza; munyengeri anoita nokunyengera, nomuparadzi anoparadza. Simuka iwe Erami, komba, iwe Medhia; ndagumisa kugomera kwavo kwose.
Shona 2009?
Ndaratidzwa chiratidzo chinochemedza; munyengeri anoita nokunyengera, nomuparadzi anoparadza. Simuka iwe Erami, komba, iwe Medhia; ndagumisa kugomera kwavo kose.
Shona SUB 2002 Bible
Ndaratidzwa chiratidzo chinochemedza; munyengeri anoita nokunyengera, nomuparadzi anoparadza. Simuka iwe Erami, komba, iwe Medhia; ndagumisa kugomera kwavo kwose.