Isaiah 21:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti heɀi ɀandaʋudzwa naShe; Enda, undoisa murindi; ŋgaareʋe ɀaanoʋona;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naIshe kwandiri, “Endai, mundogadza nharirire uye muite kuti azivise zvaanoona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi akanditi, “Enda unoisa munhu nharirire azivise zvaanenge aona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hezvi zvandaudzwa naShe, “Enda, undoisa murindi; ngaareve zvaanoona;
Shona 2009?
Nokuti hezvi zvandaudzwa naShe, "Enda, undoisa murindi; ngaareve zvaanoona;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hezvi zvandaudzwa naShe, “Enda, undoisa murindi; ngaareve zvaanoona;