Isaiah 21:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino tarirai, kwoʋuya ɓoka raʋanhu, ʋataȿi ʋamabiza ʋakaita ʋaʋiri‐ʋaʋiri. Akapindura, akati: Babironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakaʋezwa yaʋamŋari ʋaʋo yaputsikirwa pasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai, hoyo murume ari kuuya ari mungoro neboka ramabhiza. Uye anopa mhinduro achiti, ‘Bhabhironi rawa, rawa! Zvifananidzo zvose zvavamwari varo zvaputsirwa pasi!’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino havo vauya vachairi vengoro dzehondo dzamabhiza akabopwa ari maviri maviri! Iye akati, “Yaparara, yaparara Bhabhironi pamwechete nezvifananidzo zvose zvavamwari vayo azvibwadamurira pasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino tarirai, kwouya boka ravanhu, vatasvi vamabhiza vakaita vaviri-vaviri.” Akapindura, akati, “Bhabhironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakavezwa yavamwari vavo yaputsikirwa pasi.”
Shona 2009?
zvino tarirai, kouya boka ravanhu, vatasvi vamabhiza vakaita vaviri-vaviri." Akapindura, akati, "Bhabhironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakavezwa yavamwari vavo yaputsikira pasi."
Shona SUB 2002 Bible
zvino tarirai, kwouya boka ravanhu, vatasvi vamabhiza vakaita vaviri–vaviri.” Akapindura, akati, “Bhabhironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakavezwa yavamwari vavo yaputsikirwa pasi.”