Isaiah 22:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi tarirai, makaʋa nomufaro nokupembera, nokuɓayiwa kweŋombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muciti: Ŋgatidye, ŋgatinwe, nokuti maŋgwana tinofa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi tarirai, kune mufaro nokupembera, kubayiwa kwemombe nokuurayiwa kwamakwai, kudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini! munoti, “Ngatidyei uye tinwe, nokuti mangwana tichafa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hoko kupembera nokusasana pachibayiwa mombe nehwai nokudyira-dyira nyama nokunwira-nwira waini vachiti, “Ngatidyei tinwe nokuti mangwana tinofa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi tarirai, makava nomufaro nokupembera, nokubayiwa kwemombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muchiti, “Ngatidye, ngatinwe, nokuti mangwana tinofa.”
Shona 2009?
asi tarirai, makava nomufaro nokupembera, nokubayiwa kwemombe, nokushinjiwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokumwiwa kwewaini, muchiti, "Ngatidye, ngatimwe, nokuti mangwana tinofa."
Shona SUB 2002 Bible
asi tarirai, makava nomufaro nokupembera, nokubayiwa kwemombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muchiti, “Ngatidye, ngatinwe, nokuti mangwana tinofa.”