Isaiah 22:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro ndicaɗana muranda waŋgu Eriakimi, mŋanakomana waHirkia;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pazuva iro ndichadana muranda wangu, Eriakimi mwanakomana waHirikia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro ndichadaidza muranda wangu Eriyakimu mwanakomana waHirikiya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino nezuva iro ndichadana muranda wangu Eriakimi, mwanakomana waHirikia;
Shona 2009?
"Zvino nezuva iro ndichadana muranda wangu Eriakimi, mwanakomana waHirikia;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino nezuva iro ndichadana muranda wangu Eriakimi, mwanakomana waHirikia;