Isaiah 22:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erami wakaɓata goɓa, pamŋe cete namapoka aʋanhu naʋataȿi ʋamabiza; Kiri wakafuɗugura nhoʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eramu anotora goba, pamwe chete navatasvi vamabhiza nengoro; Kiri anofudugura nhoo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eramu ndoyakapakata mukutu iine ngoro dzehondo nevarwi vemabhiza, uye vaKiri voisa nhoo pachena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erami akabata goba, pamwechete namapoka avanhu navatasvi vamabhiza; Kiri akafudugura nhoo.
Shona 2009?
Erami akabata goba, pamwechete namapoka avanhu navatasvi vamabhiza, Kiri akafudugura nhovo.
Shona SUB 2002 Bible
Erami akabata goba, pamwechete namapoka avanhu navatasvi vamabhiza; Kiri akafudugura nhoo.