Isaiah 22:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mipata yenyu yakaiȿo‐naka yakazara neŋgoro, naʋataȿi ʋamabiza ʋakaɀigadzirira kurwa pasuʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mipata yako yakaisvonaka yakazara nengoro, uye vatasvi vamabhiza vakaiswa pamasuo eguta;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapani enyu akanakisisa achiti shutu nengoro dzehondo, varwi vemabhiza vamira panzvimbo dzavo pamusuo mukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mipata yenyu yakaisvonaka yakazara nengoro, navatasvi vamabhiza vakazvigadzirira kurwa pasuo.
Shona 2009?
Ipapo mipata yenyu yakaisvonaka yakazara nengoro, navatasvi vamabhiza vakazvigadzirira kurwa pasuo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mipata yenyu yakaisvonaka yakazara nengoro, navatasvi vamabhiza vakazvigadzirira kurwa pasuwo.