Isaiah 23:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Haucazofari, iwe mukunda weSidoni, mhandara yakamanikidzwa; simuka, uyambukire Kitimi; naikoko hauŋgawani zororo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Mafaro ako haachazovapozve, iwe mhandara yeSidhoni, yaparadzwa! Simuka uyambukire kuSaipurasi; Kunyange naikoko haundowani zororo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ati kwauri iwe zvamafaro zvakuperera iwe mhandara yaoneswa ndondo, mukunda, guta reSidhoni, simuka, uyambukire kuSaipurasi kunyange ikoko zororo hauna.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Hauchazofari, iwe mukunda weSidhoni, mhandara yakamanikidzwa; simuka, uyambukire Kitimi; naikoko haungawani zororo.”
Shona 2009?
Akati, "Hauchazofari, iwe mukunda weSidhoni, mhandara yakamanikidzwa; simuka, uyambukire Kitimi; naikoko haungawani zororo."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Hauchazofari, iwe mukunda weSidhoni, mhandara yakamanikidzwa; simuka, uyambukire Saipurasi; naikoko haungawani zororo.”