Isaiah 23:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe cifeʋe, wakaŋganikwa, tora mbira upote neguta; ridza ɀakanaka, imba nziyo dzakanaka, kuti uraŋgarirwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tora rudimbwa, ufambe nomuguta, iwe chifeve chakakanganikwa; ridza rudimbwa zvakanaka, imba nziyo zhinji, kuitira kuti ugorangarirwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pakata dimbwa utenderere neguta iwe pfambi yakakanganwika Ita mutinhimira wakanaka uchiimba nziyo dzakawanda kuti uzoyeukwawo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Iwe chifeve, wakanganikwa, tora mbira upote neguta; ridza zvakanaka, imba nziyo dzakanaka, kuti urangarirwe.”
Shona 2009?
"Iwe chifeve, wakanganikwa, tora mbira upote neguta; ridza zvakanaka, imba nziyo dzakanaka, kuti urangarirwe."
Shona SUB 2002 Bible
“Iwe chifeve, wakanganikwa, tora mbira upote neguta; ridza zvakanaka, imba nziyo dzakanaka, kuti urangarirwe.”