Isaiah 23:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀarakashambadzira, nomuɓairo waro, ɀicaʋa ɀitȿene kunaJehova; haɀiŋgaceŋgetwi kana kuʋigwa; nokuti ɀarakashambadzira ɀicaʋa ɀaʋanogara pamberi paJehova, kuti ʋagute kwaɀo, ʋafuke ŋguʋo dzakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvarakashambadzira uye nomubayiro waro zvichatsaurirwa Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa. Zvarakashambadzira zvichaendeswa kuna avo vanogara pamberi paJehovha, kuti vave nezvokudya zvakawanda nenhumbi dzakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvamabhindauko aro nezvebasa raro rokuzvitengesa zvichava zvinotopirwa kuna Tenzi, hazvizochengetwa kana kuvigwa asi kuti mabhindauko aro achatozowanisa vanogara pana Tenzi zvokudya nezvokupfeka zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvarakahsambadzira, nomubayiro waro, zvichava zvitvsene kuna Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa; nokuti zvarakashambadzira zvichava zvavanogara pamberi paJehovha, kuti vagute kwazvo, vafuke nguo dzakanaka.
Shona 2009?
Zvarakashambadzira, nomubayiro waro, zvichava zvitvsene kuna Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa, nokuti zvarakashambadzira zvichava zvavanogara pamberi paJehovha, kuti vagute kwazvo, vafuke nguvo dzakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Zvarakashambadzira, nomubairo waro, zvichava zvitsvene kuna Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa; nokuti zvarakashambadzira zvichava zvavanogara pamberi paJehovha, kuti vagute kwazvo, vafuke nguo dzakanaka.