Isaiah 24:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, Jehova unobvisa ɀose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira ʋagere mairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai, Jehovha ari kuzoparadza nyika achiiparadza zvachose; achanyangadza kutarisika kwayo uye achaparadzira vanogaramo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai, Tenzi achaparadza pasi pose Achipaita renje achawondonga nyika achimwararanisa vageremo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, Jehovha anobvisa zvose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira vagere mairi.
Shona 2009?
Tarirai, Jehovha anobvisa zvose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira vagere mairi.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, Jehovha anobvisa zvose panyika nokuiparadza, nokuitsindikira, nokuparadzira vagere mairi.