Isaiah 24:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndiɀo ɀaɀicaita panyika pakati pamarudzi aʋanhu, ɀicafanana nokuzuzwa kwomuoriʋi, neɀakasara kana mizambiriŋga yakohwiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndizvo zvazvichaita munyika napakati pendudzi, zvichafanana nokuzunzwa kwomuorivhi, kana sezvinosara pakunongwa shure kwegohwo ramazambiringa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo ndozvazvichaita mukati menyika, pakati pamarudzi avanhu sezvinongoita muti womuorivhi kana wagumwa, sepanguva yokufuhwa magirepisi nguva yokusvina waini yapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndizvo zvazvichaita panyika pakati pamarudzi avanhu, zvichafanana nokuzuzwa kwomuorivhi, nezvakasara kana madzambiringa yakohwiwa.
Shona 2009?
Nokuti ndizvo zvazvichaita panyika pakati pamarudzi avanhu, zvichafanana nokuzuzwa komuorivhi, nezvakasara kana mazambiringa akohwiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndizvo zvazvichaita panyika pakati pamarudzi avanhu, zvichafanana nokuzuzwa kwomuorivhi, nezvakasara kana mazambiringa yakohwiwa.