Isaiah 24:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka rumbidzai Jehova kumabvazuʋa, iro zita raJehova, Mŋari waIsraeri, paɀiwi ɀeguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo kumabvazuva mberi kuna Jehovha; kudzai zita raJehovha Mwari waIsraeri, pazviwi zvegungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vokumabvazuva, rumbidzai Tenzi, vokunyika dzokumahombekombe kwegungwa, rumbidzai zita raTenzi, Mwari weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka rumbidzai Jehovha kumabvazuva, iro zita raJehovha, Mwari waIsiraeri, pazvitsuwa zvegungwa.
Shona 2009?
Saka rumbidzai Jehovha kumabvazuva, iro zita raJehovha, Mwari waIsiraeri, pazvitsuwa zvegungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Saka rumbidzai Jehovha kumabvazuva, iro zita raJehovha, Mwari waIsiraeri, pazvitsuwa zvegungwa.