Isaiah 24:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Takanzwa nziyo dziciimbga kumigumo yenyika, dziciti: Ʋakarurama ŋgaʋakudzwe! Asi ini ndakati: Ndinowonda, ndinowonda, ndinenhamo! ʋanyeŋgeri ʋakaita nokunyeŋgera; ɀirokwaɀo, ʋanyeŋgeri ʋakaita nokunyeŋgera kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kumigumo yenyika tinonzwa kuimba kunoti: “Ngaakudzwe iye Akarurama.” Asi ini ndakati, “Ndarukutika, ndarukutika! Ndine nhamo! Vanyengeri vakaita zvinhu nokunyengera! Vanyengeri vakaita zvinhu nokunyengera kukuru!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubva kwakaperera nyika tinonzwa nziyo dzokurumbidza, mbiri yaiye Mururami. Asi ndati, “Ndapera ini, ndapera simba! Nhamo yangu iyi, nokuti vanyengedzi vari kuita zvounyengedzi, vanyengedzi vari kuita zvounyengedzi chaizvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takanzwa nziyo dzichiimbwa kumigumo yenyika, dzichiti, “Vakarurama ngavakudzwe!” Asi ini ndakati, “Ndinoonda, ndinoonda, ndine nhamo! Vanyengeri vakaita nokunyengera; zvirokwazvo, vanyengeri vakaita nokunyengera kukuru.”
Shona 2009?
Takanzwa nziyo dzichiimbwa kumigumo yenyika, dzichiti, "Vakarurama ngavakudzwe!" Asi ini ndakati, "Ndinoonda, ndinoonda, ndine nhamo! Vanyengeri vakaita nokunyengera; zvirokwazvo, vanyengeri vakaita nokunyengera kukuru."
Shona SUB 2002 Bible
Takanzwa nziyo dzichiimbwa kumigumo yenyika, dzichiti, “Vakarurama ngavakudzwe!” Asi ini ndakati, “Ndinoonda, ndinoonda, ndine nhamo! Vanyengeri vakaita nokunyengera; zvirokwazvo, vanyengeri vakaita nokunyengera kukuru.”