Isaiah 24:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yaputswa‐putswa cose, nyika yoɗeɗera cose, nyika yozunuŋguswa cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yaputswa-putswa, nyika yakamurwa napakati, nyika yozungunuswa chose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pasi pose panyatsomeduka-meduka, pasi pose patsemuka, pasi pose pazunzwa zvakaipisisa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yaputswa-putswa chose, nyika yodedera chose, nyika yozununguswa chose.
Shona 2009?
Nyika yaputswa-putswa chose, nyika yodedera chose, nyika yozununguswa chose.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yaputswa–putswa chose, nyika yodedera chose, nyika yozununguswa chose.