Isaiah 24:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika icadzedzereka somunhu wakaɓatwa, icaɗeŋgenyeka seɗumba; kuɗarika kwayo kucairemedza kwaɀo, icawa, ikasasimuka ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yodzedzereka sechidhakwa, inozengaira semba iri mumhepo; kudarika nokumukira kwayo kwairemera kwazvo, zvokuti inowa, ikasazomukazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika iri kudzedzereka sechidhakwa, iri kuzvebuka semba. Kukanganisa kwayo kuri kuiremera, iri kutoputsika, haichazombomukazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika ichadzedzereka somunhu akabatwa, ichadengenyeka sedumba; kudarika kwayo kuchairemedza kwazvo, ichawa, ikasasimukazve.
Shona 2009?
Nyika ichadzedzereka somunhu akabatwa, ichadengenyeka sedumba; kudarika kwayo kuchairemedza kwazvo, ichawa, ikasasimukazve.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika ichadzedzereka somunhu akabatwa, ichadengenyeka sedumba; kudarika kwayo kuchairemedza kwazvo, ichawa, ikasasimukazve.